Johani 14:28 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 28 Manzwa ndichiti kwamuri, ‘Ndiri kuenda uye ndichadzoka kwamuri.’ Kudai maindida, maitofara kuti ndiri kuenda kuna Baba, nekuti Baba vakuru kwandiri.+
28 Manzwa ndichiti kwamuri, ‘Ndiri kuenda uye ndichadzoka kwamuri.’ Kudai maindida, maitofara kuti ndiri kuenda kuna Baba, nekuti Baba vakuru kwandiri.+