Mateu 14:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Pakarepo akabva aita kuti vadzidzi vake vakwire chikepe vofanotungamira mhiri, iye ndokusara achiita kuti vanhu vaende.+
22 Pakarepo akabva aita kuti vadzidzi vake vakwire chikepe vofanotungamira mhiri, iye ndokusara achiita kuti vanhu vaende.+