VaHebheru 10:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 “Kuda”+ uku ndiko kwakaita kuti titsveneswe nekupiwa kwakaitwa muviri waJesu Kristu kamwe chete zvikabva zvakwana.+
10 “Kuda”+ uku ndiko kwakaita kuti titsveneswe nekupiwa kwakaitwa muviri waJesu Kristu kamwe chete zvikabva zvakwana.+