Johani 6:63 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 63 Mweya ndiwo unopa upenyu;+ nyama haina kana zvainobatsira. Mashoko andakuudzai ndeemweya uye anopa upenyu.+ Johani 17:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Kuti vawane upenyu husingaperi,+ vanofanira kusvika pakukuzivai,* imi Mwari mumwe chete wechokwadi,+ naJesu Kristu wamakatuma.+
63 Mweya ndiwo unopa upenyu;+ nyama haina kana zvainobatsira. Mashoko andakuudzai ndeemweya uye anopa upenyu.+
3 Kuti vawane upenyu husingaperi,+ vanofanira kusvika pakukuzivai,* imi Mwari mumwe chete wechokwadi,+ naJesu Kristu wamakatuma.+