VaRoma 6:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Nekuti chivi hachifaniri kuva tenzi pamuri, sezvo musiri pasi pemutemo+ asi pasi penyasha.+ VaRoma 6:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Asi sezvo iye zvino makasunungurwa pachivi mukava varanda vaMwari, muri kubereka zvibereko munzira yeutsvene,+ uye izvi zvinoguma neupenyu husingaperi.+ Jakobho 1:25 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 25 Asi munhu anonyatsotarisa mumutemo wakakwana werusununguko,+ asingausiyi, achafara pane zvaanoita; haana kuva munzwi anokanganwa, asi aita zvaanzwa.+
22 Asi sezvo iye zvino makasunungurwa pachivi mukava varanda vaMwari, muri kubereka zvibereko munzira yeutsvene,+ uye izvi zvinoguma neupenyu husingaperi.+
25 Asi munhu anonyatsotarisa mumutemo wakakwana werusununguko,+ asingausiyi, achafara pane zvaanoita; haana kuva munzwi anokanganwa, asi aita zvaanzwa.+