Johani 10:26 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 Asi hamutendi, nekuti hamusi makwai angu.+ 1 Johani 4:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Isu tinobva kuna Mwari. Munhu wese anosvika pakuziva Mwari anotiteerera;+ uye munhu wese asingabvi kuna Mwari haatiteereri.+ Iwayo ndiwo maziviro atinoita mashoko akafemerwa echokwadi nemashoko akafemerwa enhema.+
6 Isu tinobva kuna Mwari. Munhu wese anosvika pakuziva Mwari anotiteerera;+ uye munhu wese asingabvi kuna Mwari haatiteereri.+ Iwayo ndiwo maziviro atinoita mashoko akafemerwa echokwadi nemashoko akafemerwa enhema.+