Johani 4:34 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 34 Jesu akati kwavari: “Zvekudya zvangu ndiko kuita kuda kwaiye akandituma+ uye kupedza basa rake.+ Johani 11:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Jesu akapindura kuti: “Handiti kunze kunoita maawa 12 kwakachena?+ Kana munhu akafamba kwakachena hapana chinomupiringisha, nekuti anoona chiedza chenyika ino.
9 Jesu akapindura kuti: “Handiti kunze kunoita maawa 12 kwakachena?+ Kana munhu akafamba kwakachena hapana chinomupiringisha, nekuti anoona chiedza chenyika ino.