23 Murume uyu, uyo akaunzwa kwamuri maererano nekuda kwaMwari uye kuziva kwake zvichaitika,+ makamuturika padanda muchishandisa maoko evanhu vasingateereri mutemo, mukamuuraya.+ 24 Asi Mwari akamumutsa+ nekumusunungura pamarwadzo erufu, nekuti zvakanga zvisingaiti kuti arambe akabatwa narwo.+