Mabasa 19:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Pauro akati: “Johani aibhabhatidza rubhabhatidzo rwekuratidza kupfidza zvivi,+ achiudza vanhu kuti vatende mune uya akanga achizouya shure kwake,+ kureva Jesu.”
4 Pauro akati: “Johani aibhabhatidza rubhabhatidzo rwekuratidza kupfidza zvivi,+ achiudza vanhu kuti vatende mune uya akanga achizouya shure kwake,+ kureva Jesu.”