RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mateu 3:16
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 16 Achangobva kubhabhatidzwa, Jesu akabuda mumvura; uye denga rakabva ravhurika,+ akaona mweya waMwari uchidzika wakaita senjiva uchiuya paari.+

  • Mako 1:10
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 10 Achangobva kubuda mumvura, akaona denga richivhurika uye mweya uchidzika paari wakaita senjiva.+

  • Ruka 3:22
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 22 uye mweya mutsvene wakadzika uchiuya paari wakaita senjiva, uye inzwi rakabva kudenga richiti: “Ndiwe Mwanakomana wangu, anodiwa; ndakufarira.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe