Mateu 26:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Paaisa mafuta aya anonhuhwirira pamuviri wangu, azviita achigadzirira kuvigwa kwangu.+ Mako 14:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Aita zvaagona; adira muviri wangu mafuta anonhuhwirira achigadzirira kuvigwa kwangu.+ Johani 19:40 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 40 Saka vakatora chitunha chaJesu, vakachimonera nemachira ane zvinonhuhwirira,+ maererano nezvaiitwa nevaJudha pakuviga munhu.
40 Saka vakatora chitunha chaJesu, vakachimonera nemachira ane zvinonhuhwirira,+ maererano nezvaiitwa nevaJudha pakuviga munhu.