Johani 19:38 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 38 Pashure pezvinhu izvi, Josefa wekuArimatiya, uyo akanga ari mudzidzi waJesu asi ari wepachivande nekuti aitya vaJudha,+ akakumbira Pirato kuti atore chitunha chaJesu, uye Pirato akamupa mvumo. Saka akauya akatora chitunha chacho.+
38 Pashure pezvinhu izvi, Josefa wekuArimatiya, uyo akanga ari mudzidzi waJesu asi ari wepachivande nekuti aitya vaJudha,+ akakumbira Pirato kuti atore chitunha chaJesu, uye Pirato akamupa mvumo. Saka akauya akatora chitunha chacho.+