Johani 14:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Jesu akati kwaari: “Nenguva yese iyi yandanga ndiinemi, nanhasi hausati wava kundiziva here Firipi? Munhu wese anenge aona ini aonawo Baba.+ Zvino sei uri kuti, ‘Tiratidzei Baba’?
9 Jesu akati kwaari: “Nenguva yese iyi yandanga ndiinemi, nanhasi hausati wava kundiziva here Firipi? Munhu wese anenge aona ini aonawo Baba.+ Zvino sei uri kuti, ‘Tiratidzei Baba’?