Mateu 23:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Asi imi, musanzi Rabhi, nekuti Mudzidzisi+ wenyu mumwe chete, uye imi mese muri hama.