RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Johani 17:24
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 24 Baba, ndinoda kuti vaya vamakandipa vave neni pandinenge ndiri,+ kuti vakwanise kutarisa kubwinya kwamakandipa, nekuti makandida nyika isati yavambwa.+

  • VaRoma 8:17
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 17 Saka kana tiri vana, tinogarawo nhaka, nhaka yaMwari, asi tinogara nhaka+ iyi pamwe chete naKristu, chero bedzi tichitambura pamwe chete+ kuti tizokudzwawo pamwe chete.+

  • VaFiripi 1:23
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 23 Ndiri kushaya kuti ndosarudza chipi pazviviri izvi, nekuti ndinoda kusunungurwa uye kuva naKristu,+ izvo zvandiine chokwadi kuti ndizvo zviri nani.+

  • 1 VaTesaronika 4:16, 17
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 16 nekuti Ishe pachake achaburuka kudenga achishevedzera nesimba, nenzwi rengirozi huru+ nebhosvo raMwari, uye vaya vakafa muna Kristu ndivo vachatanga kumuka.+ 17 Pashure pacho isu vapenyu tinenge tichirarama, tichatorwa mumakore+ pamwe chete navo, kuti tisangane naShe+ mumhepo; saka tichazogara tiina Ishe.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe