RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Johani 1:4
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 4 Upenyu ndihwo hwakavapo pachishandiswa iye, uye upenyu hwakanga huri chiedza chevanhu.+

  • Johani 6:63
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 63 Mweya ndiwo unopa upenyu;+ nyama haina kana zvainobatsira. Mashoko andakuudzai ndeemweya uye anopa upenyu.+

  • Johani 17:3
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 3 Kuti vawane upenyu husingaperi,+ vanofanira kusvika pakukuzivai,* imi Mwari mumwe chete wechokwadi,+ naJesu Kristu wamakatuma.+

  • VaRoma 6:23
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 23 Nekuti mubayiro wechivi ndirwo rufu,+ asi chipo chinopiwa naMwari achishandisa Kristu Jesu Ishe wedu+ ndihwo upenyu husingaperi.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe