-
1 VaKorinde 2:14Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
14 Asi munhu wenyama haabvumi zvinhu zvemweya waMwari, nekuti upenzi kwaari; uye haagoni kusvika pakuzviziva, nekuti zvinoongororwa mumweya.
-