Johani 10:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Ndini mufudzi akanaka;+ mufudzi akanaka anopa upenyu hwake* nekuda kwemakwai.+ VaRoma 5:7, 8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Nekuti kashoma kuti munhu afire munhu akarurama; asi zvimwe angatoshinga kufira munhu akanaka. 8 Asi Mwari anoratidza rudo rwake kwatiri pakuti, patakanga tichiri vatadzi, Kristu akatifira.+ VaEfeso 5:1, 2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Saka ivai vatevedzeri vaMwari,+ sevana vanodiwa, 2 uye rambai muchifamba murudo,+ sekungodiwa kwatakaitwawo*+ naKristu, akazvipa kuti atifire* semupiro uye sechibayiro, kunhuhwirira kwakanaka kuna Mwari.+ 1 Johani 3:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Takasvika pakuziva rudo, nekuti iye akapa upenyu hwake* nekuda kwedu,+ uye isu tinotofanirawo kupa upenyu hwedu* nekuda kwehama dzedu.+
7 Nekuti kashoma kuti munhu afire munhu akarurama; asi zvimwe angatoshinga kufira munhu akanaka. 8 Asi Mwari anoratidza rudo rwake kwatiri pakuti, patakanga tichiri vatadzi, Kristu akatifira.+
5 Saka ivai vatevedzeri vaMwari,+ sevana vanodiwa, 2 uye rambai muchifamba murudo,+ sekungodiwa kwatakaitwawo*+ naKristu, akazvipa kuti atifire* semupiro uye sechibayiro, kunhuhwirira kwakanaka kuna Mwari.+
16 Takasvika pakuziva rudo, nekuti iye akapa upenyu hwake* nekuda kwedu,+ uye isu tinotofanirawo kupa upenyu hwedu* nekuda kwehama dzedu.+