Mateu 11:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Uye iwe, Kapenaume,+ uri kuti uchakwidziridzwa kudenga here? Uchadzika kuGuva;*+ nekuti dai mabasa esimba akaitika mauri akanga aitika muSodhomu, ingadai yakaramba iripo nanhasi. Johani 7:31 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 31 Kunyange zvakadaro, vanhu vakawanda vakatenda maari,+ uye vaiti: “Kristu paanouya, angazoita zviratidzo zvinopfuura zvaitwa nemunhu uyu here?” Johani 11:47 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 47 Saka vatungamiriri vevapristi nevaFarisi vakaunganidza Sanihedrini, vakati: “Toita sei, nekuti munhu uyu ari kuita zviratidzo zvizhinji?+
23 Uye iwe, Kapenaume,+ uri kuti uchakwidziridzwa kudenga here? Uchadzika kuGuva;*+ nekuti dai mabasa esimba akaitika mauri akanga aitika muSodhomu, ingadai yakaramba iripo nanhasi.
31 Kunyange zvakadaro, vanhu vakawanda vakatenda maari,+ uye vaiti: “Kristu paanouya, angazoita zviratidzo zvinopfuura zvaitwa nemunhu uyu here?”
47 Saka vatungamiriri vevapristi nevaFarisi vakaunganidza Sanihedrini, vakati: “Toita sei, nekuti munhu uyu ari kuita zviratidzo zvizhinji?+