Ruka 24:49 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 49 Uye inzwai! ndiri kukutumirai chakavimbiswa naBaba vangu. Asi imi, rambai muri muguta kusvikira mapfeka simba rinobva kumusoro.”+ Johani 14:26 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 Asi mubatsiri, iwo mweya mutsvene uchatumirwa naBaba muzita rangu, uchakudzidzisai zvinhu zvese nekukuyeuchidzai zvinhu zvese zvandakakuudzai.+
49 Uye inzwai! ndiri kukutumirai chakavimbiswa naBaba vangu. Asi imi, rambai muri muguta kusvikira mapfeka simba rinobva kumusoro.”+
26 Asi mubatsiri, iwo mweya mutsvene uchatumirwa naBaba muzita rangu, uchakudzidzisai zvinhu zvese nekukuyeuchidzai zvinhu zvese zvandakakuudzai.+