1 Johani 4:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Izvi ndizvo zvinoita kuti muzive mashoko akafemerwa anobva kuna Mwari: Mashoko ese akafemerwa anobva kuna Mwari anotsigira kuti Jesu Kristu akauya ari munhu wenyama.+
2 Izvi ndizvo zvinoita kuti muzive mashoko akafemerwa anobva kuna Mwari: Mashoko ese akafemerwa anobva kuna Mwari anotsigira kuti Jesu Kristu akauya ari munhu wenyama.+