Johani 6:39 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 39 Uku ndiko kuda kwaiye akandituma, kuti ndirege kurasikirwa nemumwe chete pavese vaakandipa, asi kuti ndinofanira kuvamutsa+ pazuva rekupedzisira. Johani 17:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Pandaiva navo ndaivachengetedza+ nekuda kwezita renyu, iro ramakandipa; ndakavadzivirira, uye hapana kana mumwe chete wavo akaparadzwa+ kunze kwemwanakomana wekuparadzwa,+ kuti rugwaro ruzadziswe.+
39 Uku ndiko kuda kwaiye akandituma, kuti ndirege kurasikirwa nemumwe chete pavese vaakandipa, asi kuti ndinofanira kuvamutsa+ pazuva rekupedzisira.
12 Pandaiva navo ndaivachengetedza+ nekuda kwezita renyu, iro ramakandipa; ndakavadzivirira, uye hapana kana mumwe chete wavo akaparadzwa+ kunze kwemwanakomana wekuparadzwa,+ kuti rugwaro ruzadziswe.+