RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mateu 27:11
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 11 Iye zvino Jesu akanga amira pamberi pagavhuna, uye gavhuna wacho akamubvunza kuti: “Ndiwe Mambo wevaJudha here?” Jesu akapindura kuti: “Iwe ndiwe uri kuzvitaura.”+

  • Johani 12:13
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 13 Saka vakatora mapazi emichindwe, vakabuda kunomuchingura uye vakatanga kushevedzera vachiti: “Tinokumbira kuti mumuponese!* Akakomborerwa munhu anouya muzita raJehovha,*+ Mambo waIsraeri!”+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe