Mateu 26:52, 53 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 52 Jesu akabva ati kwaari: “Dzorera bakatwa rako parinogara,+ nekuti vese vanotora bakatwa vachaparara nebakatwa.+ 53 Iwe unofunga kuti ndingatadza kukumbira Baba vangu kuti vandipe iye zvino mapoka makuru engirozi anopfuura 12?+ Johani 18:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Asi Jesu akati kuna Petro: “Dzorera bakatwa rako mumuhara maro.+ Ndingarega here kunwira mukapu yandakapiwa naBaba?”+
52 Jesu akabva ati kwaari: “Dzorera bakatwa rako parinogara,+ nekuti vese vanotora bakatwa vachaparara nebakatwa.+ 53 Iwe unofunga kuti ndingatadza kukumbira Baba vangu kuti vandipe iye zvino mapoka makuru engirozi anopfuura 12?+
11 Asi Jesu akati kuna Petro: “Dzorera bakatwa rako mumuhara maro.+ Ndingarega here kunwira mukapu yandakapiwa naBaba?”+