Mateu 27:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Iye zvino Jesu akanga amira pamberi pagavhuna, uye gavhuna wacho akamubvunza kuti: “Ndiwe Mambo wevaJudha here?” Jesu akapindura kuti: “Iwe ndiwe uri kuzvitaura.”+
11 Iye zvino Jesu akanga amira pamberi pagavhuna, uye gavhuna wacho akamubvunza kuti: “Ndiwe Mambo wevaJudha here?” Jesu akapindura kuti: “Iwe ndiwe uri kuzvitaura.”+