Isaya 50:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Ndakapa musana wangu kune vaindirova, Uye matama angu kune vaya vakaadzura vachiasiya asina chinhu.* Handina kuhwandisa chiso changu pakuitirwa zvinhu zvinonyadzisa uye pakupfirwa mate.+ Mateu 20:18, 19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 “Iye zvino tiri kukwidza kuJerusarema, uye Mwanakomana wemunhu achaiswa kuvatungamiriri vevapristi nevanyori. Vachamutongera rufu,+ 19 vomuisa kuvanhu vemamwe marudzi kuti vamunyombe uye vamurove zvakasimba uye kuti vamuroverere padanda;+ asi achamutswa pazuva rechitatu.”+ Mateu 27:26 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 Akabva avasunungurira Bharabhasi, asi akaita kuti Jesu arohwe netyava,+ akamuendesa kuti anorovererwa padanda.+ Mako 15:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Pirato akabva avasunungurira Bharabhasi achida kuvafadza; uye akaita kuti Jesu arohwe netyava,+ akamuendesa kuti anorovererwa padanda.+
6 Ndakapa musana wangu kune vaindirova, Uye matama angu kune vaya vakaadzura vachiasiya asina chinhu.* Handina kuhwandisa chiso changu pakuitirwa zvinhu zvinonyadzisa uye pakupfirwa mate.+
18 “Iye zvino tiri kukwidza kuJerusarema, uye Mwanakomana wemunhu achaiswa kuvatungamiriri vevapristi nevanyori. Vachamutongera rufu,+ 19 vomuisa kuvanhu vemamwe marudzi kuti vamunyombe uye vamurove zvakasimba uye kuti vamuroverere padanda;+ asi achamutswa pazuva rechitatu.”+
26 Akabva avasunungurira Bharabhasi, asi akaita kuti Jesu arohwe netyava,+ akamuendesa kuti anorovererwa padanda.+
15 Pirato akabva avasunungurira Bharabhasi achida kuvafadza; uye akaita kuti Jesu arohwe netyava,+ akamuendesa kuti anorovererwa padanda.+