Johani 19:31 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 31 Sezvo rakanga riri zuva reKugadzirira,+ vaJudha vakakumbira Pirato kuti varume vacho vatyorwe makumbo, zvitunha zvavo zvobviswa, kuti zvirege kuramba zviri pamatanda+ paSabata, (nekuti Sabata iroro rakanga riri guru.)+
31 Sezvo rakanga riri zuva reKugadzirira,+ vaJudha vakakumbira Pirato kuti varume vacho vatyorwe makumbo, zvitunha zvavo zvobviswa, kuti zvirege kuramba zviri pamatanda+ paSabata, (nekuti Sabata iroro rakanga riri guru.)+