Isaya 53:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Paakafa akapiwa nzvimbo yekuvigwa* pamwe chete nevakaipa+Uye pamwe chete nevapfumi,*+Kunyange zvazvo pasina chakaipa chaakanga* aitaUye pasina mashoko eunyengeri aakambotaura.+ Ruka 23:33 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 33 Uye pavakasvika panzvimbo yainzi Dehenya,+ vakamuroverera pamwe chete nemakororo acho, mumwe wavo ari kurudyi rwake, mumwe kuruboshwe.+
9 Paakafa akapiwa nzvimbo yekuvigwa* pamwe chete nevakaipa+Uye pamwe chete nevapfumi,*+Kunyange zvazvo pasina chakaipa chaakanga* aitaUye pasina mashoko eunyengeri aakambotaura.+
33 Uye pavakasvika panzvimbo yainzi Dehenya,+ vakamuroverera pamwe chete nemakororo acho, mumwe wavo ari kurudyi rwake, mumwe kuruboshwe.+