RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mateu 27:35
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 35 Pavakanga vamuroverera, vakagova nguo dzake dzekunze vachiita zvekukanda mijenya,+

  • Mako 15:24
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 24 Uye vakamuroverera, vakagovana nguo dzake dzekunze vachiita zvekukanda mijenya kuti vaone kuti mumwe angatora chipi.+

  • Ruka 23:34
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 34 Asi Jesu aiti: “Baba, varegererei, nekuti havazivi zvavari kuita.” Uyezve, vakakanda mijenya kuti vagovane nguo dzake.+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe