Johani 2:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Jesu akaita izvi muKana, kuGarireya, chiri chiratidzo chake chekutanga, uye akaita kuti kubwinya kwake kubude pachena,+ vadzidzi vake vakabva vatanga kutenda maari.
11 Jesu akaita izvi muKana, kuGarireya, chiri chiratidzo chake chekutanga, uye akaita kuti kubwinya kwake kubude pachena,+ vadzidzi vake vakabva vatanga kutenda maari.