Johani 13:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Mumwe wevadzidzi aidiwa naJesu+ akanga akagara pedyo naJesu.* Johani 19:26 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 Saka Jesu paakaona amai vake nemudzidzi waaida+ vakamira pedyo, akati kuna amai vake: “Amai onai mwanakomana wenyu!” Johani 21:24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 Uyu ndiye mudzidzi+ anopupura pamusoro pezvinhu izvi uye akanyora zvinhu izvi, uye tinoziva kuti uchapupu hwake ndehwechokwadi.
26 Saka Jesu paakaona amai vake nemudzidzi waaida+ vakamira pedyo, akati kuna amai vake: “Amai onai mwanakomana wenyu!”
24 Uyu ndiye mudzidzi+ anopupura pamusoro pezvinhu izvi uye akanyora zvinhu izvi, uye tinoziva kuti uchapupu hwake ndehwechokwadi.