Ruka 24:9, 10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 uye vakadzoka vachibva kuguva, vakaudza zvinhu zvese izvi vane Gumi Nemumwe nevamwe vese.+ 10 Vakadzi vacho vaiva Mariya Magadharini, naJoana, naMariya amai vaJakobho. Vamwe vakadzi vese vavaiva navo vakaudzawo vaapostora zvinhu izvi.
9 uye vakadzoka vachibva kuguva, vakaudza zvinhu zvese izvi vane Gumi Nemumwe nevamwe vese.+ 10 Vakadzi vacho vaiva Mariya Magadharini, naJoana, naMariya amai vaJakobho. Vamwe vakadzi vese vavaiva navo vakaudzawo vaapostora zvinhu izvi.