Johani 16:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Saka nemiwo muri kurwadziwa iye zvino; asi ndichakuonai zvakare, mwoyo yenyu yofara,+ uye hapana achakutorerai mufaro wenyu.
22 Saka nemiwo muri kurwadziwa iye zvino; asi ndichakuonai zvakare, mwoyo yenyu yofara,+ uye hapana achakutorerai mufaro wenyu.