Mabasa 2:41 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 41 Saka vaya vakagamuchira shoko rake nemufaro vakabhabhatidzwa,+ uye musi iwoyo vanhu vangasvika 3 000 vakawedzerwa.+ Mabasa 6:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Izvi zvakaita kuti shoko raMwari rirambe richipararira,+ uye vadzidzi vakaramba vachiwedzera zvikuru+ muJerusarema; uye vapristi vakawanda vakatanga kuva vatendi.+
41 Saka vaya vakagamuchira shoko rake nemufaro vakabhabhatidzwa,+ uye musi iwoyo vanhu vangasvika 3 000 vakawedzerwa.+
7 Izvi zvakaita kuti shoko raMwari rirambe richipararira,+ uye vadzidzi vakaramba vachiwedzera zvikuru+ muJerusarema; uye vapristi vakawanda vakatanga kuva vatendi.+