Ruka 23:49 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 49 Uye vese vaimuziva vakanga vakamira nechekure. Uyewo vakadzi vakanga vauya naye kubva kuGarireya vaivapo uye vakaona zvese izvi.+
49 Uye vese vaimuziva vakanga vakamira nechekure. Uyewo vakadzi vakanga vauya naye kubva kuGarireya vaivapo uye vakaona zvese izvi.+