Eksodho 1:7, 8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Uye vaIsraeri* vakaberekana, vakatanga kuwanda, vakaramba vachiwedzera zvikuru, uye vachiva nesimba kwazvo, zvekuti vakazadza nyika yacho.+ 8 Nekufamba kwenguva muIjipiti makazomuka mumwe mambo mutsva akanga asingazivi Josefa.
7 Uye vaIsraeri* vakaberekana, vakatanga kuwanda, vakaramba vachiwedzera zvikuru, uye vachiva nesimba kwazvo, zvekuti vakazadza nyika yacho.+ 8 Nekufamba kwenguva muIjipiti makazomuka mumwe mambo mutsva akanga asingazivi Josefa.