RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Revhitiko 24:14
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 14 “Budisa uya amhura kunze kwemusasa, uye vanhu vese vamunzwa ngavaise maoko avo pamusoro wake, uye ungano yese inofanira kubva yamutema nematombo.+

  • Revhitiko 24:16
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 16 Saka munhu anomhura zita raJehovha anotofanira kuurayiwa.+ Ungano yese inotofanira kumutema nematombo. Mutorwa anofanira kuurayiwa sezvinongoitwa munhu wemunyika yacho kana amhura Zita.

  • Mateu 23:37
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 37 “Jerusarema, Jerusarema, mhondi inouraya vaprofita uye inotema nematombo vaya vakatumwa kwairi!+ Ndaida sei kuunganidza vana vako, sekuunganidza kunoita huku nhiyo dzayo pasi pemapapiro ayo! Asi iwe wakanga usingadi.+

  • Johani 16:2
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 2 Vanhu vachakudzingai musinagogi.+ Ndingatoti ichasvika nguva yekuti munhu wese anenge akuurayai+ achafunga kuti aitira Mwari basa dzvene.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe