Mateu 28:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Saka endai munoita kuti vanhu vemarudzi ese vave vadzidzi,+ muchivabhabhatidza+ muzita raBaba nereMwanakomana neremweya mutsvene, Mabasa 18:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Asi Krispo,+ mukuru aitungamirira sinagogi, akatenda munaShe, pamwe neimba yake yese. Uye vaKorinde vakawanda vakanzwa vakatanga kutenda, vakabhabhatidzwa.
19 Saka endai munoita kuti vanhu vemarudzi ese vave vadzidzi,+ muchivabhabhatidza+ muzita raBaba nereMwanakomana neremweya mutsvene,
8 Asi Krispo,+ mukuru aitungamirira sinagogi, akatenda munaShe, pamwe neimba yake yese. Uye vaKorinde vakawanda vakanzwa vakatanga kutenda, vakabhabhatidzwa.