1 Petro 2:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Paaitukwa+ haana kutukawo.+ Paaitambura+ haana kutyisidzira, asi iye akazviisa mumaoko euya anotonga+ zvakarurama.
23 Paaitukwa+ haana kutukawo.+ Paaitambura+ haana kutyisidzira, asi iye akazviisa mumaoko euya anotonga+ zvakarurama.