Mabasa 13:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Pavakanga vachishumira Jehovha* uye vachitsanya, mweya mutsvene wakati: “Ndisarudzirei Bhanabhasi naSauro+ vaite basa randakavashevedzera.”+ VaRoma 1:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 1 Pauro, muranda waKristu Jesu, uyo akadanwa kuti ave muapostora, akatsaurwa kuti aparidze mashoko akanaka aMwari,+ 1 Timoti 1:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Ndinotenda Kristu Jesu Ishe wedu, akandipa simba, nekuti akaona kuti ndakatendeka nekundipa kwaakaita ushumiri,+
2 Pavakanga vachishumira Jehovha* uye vachitsanya, mweya mutsvene wakati: “Ndisarudzirei Bhanabhasi naSauro+ vaite basa randakavashevedzera.”+
1 Pauro, muranda waKristu Jesu, uyo akadanwa kuti ave muapostora, akatsaurwa kuti aparidze mashoko akanaka aMwari,+
12 Ndinotenda Kristu Jesu Ishe wedu, akandipa simba, nekuti akaona kuti ndakatendeka nekundipa kwaakaita ushumiri,+