-
Mabasa 9:38Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
38 Sezvo Ridha yakanga iri pedyo neJopa, vadzidzi vakanzwa kuti Petro akanga ari ikoko, vakatuma varume vaviri kunomukumbira vachiti: “Ungasvikawo here kuno nekukurumidza?”
-