Dheuteronomi 10:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Nekuti Jehovha Mwari wenyu ndiMwari wavanamwari naShe wemadzishe,+ Mwari mukuru, ane simba, uye anoshamisa, asina waanosarura+ uye asingabvumi chiokomuhomwe. 2 Makoronike 19:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Zvino ityai Jehovha.+ Chenjererai pane zvamunoita, nekuti Jehovha Mwari wedu haadi zvisina kururama,+ kana rusarura,+ kana kugamuchira chiokomuhomwe.”+ VaRoma 2:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Nekuti Mwari haasaruri.+
17 Nekuti Jehovha Mwari wenyu ndiMwari wavanamwari naShe wemadzishe,+ Mwari mukuru, ane simba, uye anoshamisa, asina waanosarura+ uye asingabvumi chiokomuhomwe.
7 Zvino ityai Jehovha.+ Chenjererai pane zvamunoita, nekuti Jehovha Mwari wedu haadi zvisina kururama,+ kana rusarura,+ kana kugamuchira chiokomuhomwe.”+