-
1 Samueri 13:13, 14Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
13 Samueri akabva ati kuna Sauro: “Waita zvinhu zveupenzi. Hauna kuteerera murayiro wawakapiwa naJehovha Mwari wako.+ Kudai wanga wadaro, Jehovha angadai asimbisa umambo hwako pavaIsraeri nekusingaperi. 14 Asi iye zvino umambo hwako hahusi kuzogara.+ Jehovha achatsvaga munhu anodiwa nemwoyo wake,+ uye Jehovha achamugadza kuti ave mutungamiriri wevanhu vake,+ nekuti hauna kuteerera zvawakarayirwa naJehovha.”+
-