Pisarema 16:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Nekuti hamuzondisiyi* muGuva.*+ Hamuzoregi munhu wenyu akavimbika achiona gomba.*+ Mabasa 2:31 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 31 akagara aona uye ataura nezverumuko rwaKristu, kuti haana kusiyiwa muGuva* uye nyama yake haina kuora.+
31 akagara aona uye ataura nezverumuko rwaKristu, kuti haana kusiyiwa muGuva* uye nyama yake haina kuora.+