RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mabasa 14:1, 2
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 14 Vava muIkoniyumu vakapinda vese musinagogi revaJudha uye vakataura zvekuti vanhu vakawanda vechiJudha nevechiGiriki vakava vatendi. 2 Asi vaJudha vakanga vasingatendi vakakusvudzira vanhu vemamwe marudzi vakavafurira kupandukira hama.+

  • Mabasa 17:4, 5
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 4 Izvi zvakaita kuti vamwe vavo vave vatendi, ndokubatana naPauro naSirasi,+ uye vanhu vakawanda vechiGiriki vainamata Mwari pamwe chete nevamwe vakadzi vakati wandei vakakurumbira, vakabatanawo navo.

      5 Asi vaJudha vakanzwa godo,+ vakaunganidza vanhu vakaipa vaingofamba-famba pamusika ndokuita kuti muguta muve nemhomho yaikonzera mhirizhonga. Vakapinda mumba maJasoni nechisimba, vachida kuti Pauro naSirasi vabudiswe panze varwiswe nemhomho.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe