-
Mabasa 13:1, 2Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
13 Muungano yemuAndiyoki maiva nevaprofita nevadzidzisi: Bhanabhasi,+ Simiyone ainzi Nigeri,* Rusiyasi wekuKurini, Manaeni akadzidza pamwe chete naHerodhi mutongi weruwa, naSauro. 2 Pavakanga vachishumira Jehovha* uye vachitsanya, mweya mutsvene wakati: “Ndisarudzirei Bhanabhasi naSauro+ vaite basa randakavashevedzera.”+
-