RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 12:48
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 48 Kana uchigara nemutorwa uye achida kupemberera Paseka inoitirwa Jehovha, vanhurume vese vemumba make vanofanira kuchecheudzwa. Kana adaro, anogona hake kuipemberera, uye achange aita sechizvarwa chemunyika yacho. Asi hapana murume asina kuchecheudzwa anobvumirwa kuidya.+

  • Mabasa 11:2, 3
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 2 Saka Petro paakasvika kuJerusarema, vanhu vaitsigira nyaya yekuchecheudzwa+ vakatanga kumutsoropodza,* 3 vachiti: “Wakapinda mumba mevanhu vasina kuchecheudzwa ukadya navo.”

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe