RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Joeri 2:28-32
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 28 Pashure paizvozvo ndichadurura mweya wangu+ pavanhu vemarudzi ese,

      Uye vanakomana venyu nevanasikana venyu vachaprofita,

      Vakwegura venyu vacharota hope,

      Uye majaya enyu achaona zviratidzo.+

      29 Uye kunyange pavarandarume nevarandakadzi vangu

      Ndichadurura mweya wangu mumazuva iwayo.

      30 Uye ndichaita zvishamiso* kudenga nepanyika,

      Ropa nemoto neutsi hwakawanda hunokwira mudenga.+

      31 Zuva richasviba uye mwedzi uchava ropa+

      Zuva guru raJehovha rinotyisa risati rasvika.+

      32 Uye munhu wese anodana zita raJehovha achaponeswa;+

      Nekuti muGomo reZiyoni nemuJerusarema ndimo muchava nevaya vachapona,+ sezvakataurwa naJehovha,

      Vachapona vacho ndevaya vanoshevedzwa naJehovha.”

  • VaRoma 10:13
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 13 Nekuti “munhu wese anodana zita raJehovha* achaponeswa.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe