1 VaTesaronika 1:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 1 Pauro, naSirivhano,*+ naTimoti,+ kuungano yevaTesaronika iri pamwe naMwari Baba naShe Jesu Kristu: Nyasha dzaMwari nerugare ngazvive nemi. 1 Petro 5:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Ndakunyorerai nemashoko mashoma ndichishandisa Sirivhano,*+ uyo wandinoona sehama yakatendeka, kuti ndikukurudzirei uye ndipupure nemwoyo wese kuti idzi ndidzo nyasha dzechokwadi dzaMwari. Mirai zvakasimba madziri.
1 Pauro, naSirivhano,*+ naTimoti,+ kuungano yevaTesaronika iri pamwe naMwari Baba naShe Jesu Kristu: Nyasha dzaMwari nerugare ngazvive nemi.
12 Ndakunyorerai nemashoko mashoma ndichishandisa Sirivhano,*+ uyo wandinoona sehama yakatendeka, kuti ndikukurudzirei uye ndipupure nemwoyo wese kuti idzi ndidzo nyasha dzechokwadi dzaMwari. Mirai zvakasimba madziri.