Ruka 23:1, 2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Saka vakasimuka vakawanda kudaro, vakaenda naye kuna Pirato.+ 2 Vakabva vatanga kumupomera,+ vachiti: “Takawana munhu uyu achitsausa rudzi rwedu, achirambidza kutera mitero kuna Kesari,+ uye achizviti ndiye Kristu mambo.”+ Johani 19:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Izvi zvakaita kuti Pirato arambe achitsvaga nzira yekumusunungura nayo, asi vaJudha vakashevedzera vachiti: “Kana mukasunungura munhu uyu, hamusi shamwari yaKesari. Munhu wese anozviita mambo anopikisana* naKesari.”+
23 Saka vakasimuka vakawanda kudaro, vakaenda naye kuna Pirato.+ 2 Vakabva vatanga kumupomera,+ vachiti: “Takawana munhu uyu achitsausa rudzi rwedu, achirambidza kutera mitero kuna Kesari,+ uye achizviti ndiye Kristu mambo.”+
12 Izvi zvakaita kuti Pirato arambe achitsvaga nzira yekumusunungura nayo, asi vaJudha vakashevedzera vachiti: “Kana mukasunungura munhu uyu, hamusi shamwari yaKesari. Munhu wese anozviita mambo anopikisana* naKesari.”+